Mulumbe: 64-0823M Mibuzyo A Bwiinguzi #1
26-0118 Kutondezya Ijwi Lyakwe
Mulumbe: 64-0816 Kutondezya Ijwi Lyakwe
- 26-0118 Kutondezya Ijwi Lyakwe
- 24-0421 Kutondezya Ijwi Lyakwe
- 22-0925 Kutondezya Ijwi Lyakwe
- 21-0509 Kutondezya Ijwi Lyakwe
- 17-1029 Kutondezya Ijwi Lyakwe
Ooyandwa Nabwinga Wa Christu, atuboole tuswangane antomwe musondo a ciind ca 12:00 P.M,. Jeffersonville ciind, kuswiilila 64-0816-Kutondezya Ijwi Lyakwe
Mukwesu.Joseph Branham
26-0111 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
Mulumbe: 64-0802 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
- 26-0111 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
- 24-0414 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
- 23-0312 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
- 22-0918 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
- 21-0502 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
- 19-1103 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
- 17-0924 I Muunzi Uuciza Wa Sibwiinga Wakujulu A Nabwiinga Waanyika
26-0104 Mikalo Iiandaukide
Mulumbe: 64-0726E Mikalo Iiandaukide
- 26-0104 Mikalo Iiandaukide
- 24-0407 Mikalo Iiandaukide
- 22-0911 Mikalo Iiandaukide
- 21-0425 Mikalo Iiandaukide
- 19-1117 Mikalo Iiandaukide
- 17-1022 Mikalo Iiandaukide
- 16-0626E Mikalo Iiandaukide
Vadiwa Vanwi veMvura yepaChitubu,
IKisimusi neGore Idzva yakanaka sei yatakava nayo. Takagamuchira nekubhedhenura zvipo zvaMwari zvaakatumira kuMwenga wake. Chipo chedu chekutanga chaive Chipo chikuru cheKisimusi chakaputirwa. Mwari Pachake akazviputira amenemunyama yemunhu ndokutumira pasuru iyoyo kunyika. Chakange chiri Chipo Chake chikuru chekutanga chekudzoreredza Mwenga wake.
Zvino Mwari ndokutumira imwe pasuru yakaputirwa kuMwenga wake. Akatida zvikuru chaizvo kusvika pakuZviratidza munyama zvakare kuti agone kutaura nesu muromo kunzeve. Aida kuti Iye neMwenga wake vave Mumwe.
Zvino, shamwari, musandifungira zvisizvo. Regai nditaure izvi neruremekedzo mumwoyo mangu, ndichiziva kuti ndiri munhu arikuenda kuZienda nakuenda achamira pamberi peKutongwa nerimwe zuva: Zviuru zvevanhu vari kupotsa chipo chavo. Maona? Havagoni kuzvinzwisisa. Vanotarisa, voti, “O, angori munhu.” ichokwadi. NdiMwari here kana kuti ndiMosesi akadzikinura vanhu? Aive Mwari muna Mosesi. Maona? Vakachemera mudzikinuri. Asi Mwari pavakatumira mudzikinuri kwavari, vakatadza kuzviona, nokuti zvakaitwa nemunhu, asi akanga asiri munhu, aive Mwari mumunhu.
Nhasi, zvakare, zviuru zvevanhu vari kupotsa chipo chavo vachiti, “haufaniri kuteerera matepi, kwava nevamwe vanhu vakazodzwa,” chiri chokwadi, asi vanotadza kucherechedza kuti ndiro CHETE Inzwi rakasimbiswa naMwari, richitaura Zvanzi naJehovah kubudikidza nomurume iyeye. Inzwi iroro ndiyo Urimi neTumimi yaMwari, Mhedziso Yake yanhasi.
Kana tichiteerera kuInzwi Rake pamatepi tiri kunwa zvamazvirokwazvo kubva paChitubu chaMwari, chisingade kupombwa, kana kudhonzwa, kana kujoinwa, kana kubatsirwa; tiri kungotenda nokuzorora paShoko rose Rinotaurwa.
Nokuteerera kuInzwi riri pamatepi, maringe nezvakataurwa naJesu Pachake, tine chiratidzo chechokwadi cheMweya Mutsvene muzuva redu.
Saka hecho chiratidzo chechokwadi cheMweya Mutsvene! Haasati akambondiudza zvisiriizvo kana. Kuti, “Ndicho chiratidzo cheMweya Mutsvene, uyoanogona kutenda Shoko.” Unogona kurigamuchira.
Mwari vakatipa Chitubu chatinogona kunwa kubvapachiri nguva yese yese, yezuva rega rega. Chinogara chiine mwura inoyerera. Kwete chimwe chinhu chine mwura isingayereri, Ndiro Tsime Rake risingaperi, rinozvizadza roga; iwe chako kungo Dzwanya noKuridza.
Tichitaura nezve CHIPO kubva kuna Mwari, chimbofunga KUKURA kwakaita Chipo ichi chokwadi? Nokungo Dzvanya Nokuridza nokuterera Inzwi Rake pamatepi, ndiro roga…INZWI CHETE munyika risingadi sefa, kusvinwa, kana chimwe chinhu. Chako kungoteerera, kutenda, uye nokuti ameni kuShoko rose.
Mwari pachake vakapa nzira iyi, NZIRA YAKE CHETE, kuti ugamuchire hupenyu husingaperi, uye zvinotonyanya kukosha, KUVA MWENGA WAKE. Tinogona kuzorora pachipfuva Chake tichiyanwa simba redu kubva pakuteerera kuTsime Rake, Inzwi Rake, El Shaddai achitaura kuMwenga Wake.
Dai gore rino rave gore raachauya kuzotitora, Mwenga wake waanoda. Tiri kutarisa nekumirira netarisiro huru. Chero zuva ikozvino tiri kutarisira kuona avo vatinoshuvira kuti vaonekwe. Tichacherechedza, mukanguwana kekubwaira kweziso, tichange tabva pano, todaidzwa kuMabiko edu eMuchato.
Ishe, tichiona tafura huru iya yakatambanudzwa ipapo nokuda kwemabiko, yakareba zviuru zvemamaira, takatarisana patafura mumwe kune mumwe, varwi vane mavanga ehondo, misodzi yomufaro ichiyerera pamatama edu… Mambo vobuda murunako rwavo, hutsvene, vachifamba patafura uye votora mawoko AvoVomene vopukuta misodzi kubva pameso edu, vachiti, “Chirega kuchema zvakare, zvapera. Pinda mumufaro waShe.” Matambudziko atakaona munzira achashaya basa, Baba, kana tasvika kumugumo wenzira.
Huya unwe, ugonwa, uye ugonwa nesu kubva muTsime rakapiwa naMwari kuzuva ranhasi musi uno weSvondo na12:00 masikati, nguva yeJeffersonville. Ndiyo CHETE nzvimbo yaunogona kuzorora zvakakwana uye uchiti AMEN kuShoko rega rega raunonzwa. Ndicho Chitubu cheMvura Chake chakapiwa kuti Mwenga wake anwe kubva machiri.
Hama Joseph Branham
Mharidzo: 64-0726E Zvirongo Zvemvura Zvakatsemuka
Magwaro ekuverenga tisati tanzwa Mharidzo:
Mapisarema 36:9
Jeremia 2:12-13
Johane 3:16
Zvakazarurwa Chitsauko 13
25-1228 Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
Mulumbe: 64-0726M Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
- 25-1228 Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
- 24-0324 Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
- 22-0904 Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
- 21-0418 Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
- 19-1110 Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
- 17-1015 Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
- 16-0626M Kuziba Buzuba Bwako A Mulumbe Wambubo
25-1221 Kuyabuya Kwiindilila Cilawo
25-1214 I Pobwe Lya Myeembo
Mulumbe: 64-0719M I Pobwe Lya Myeembo
25-1207 Mpawo Jesu Wakasika A Kwiita
Mulumbe: 64-0213 Mpawo Jesu Wakasika A Kwiita
25-1130 Cipange Cilondo
Mulumbe: 64-0705 Cipange Cilondo
25-1123 I Leza Singuzu Watondezegwa Kumbele Lyesu
Mulumbe: 64-0629 I Leza Singuzu Watondezegwa Kumbele Lyesu