Mharidzo: 65-0221E Merkisedheki Uyu Ndiani?
- 24-0630 Merkisedheki Uyu Ndiani?
- 22-1204 Merkisedheki Uyu Ndiani?
- 19-0707 Merkisedheki Uyu Ndiani?
- 17-1105 24-0630 Merkisedheki Uyu Ndiani?
Mudiwa Mwenga wa Kristu, ngatiuyei pamwe chete musi we Svondo nenguva dza 12:00 masikati, nguva ye Jeffersonville, kuzonzwa 65-0221E – << Ndiani Merikizedeki Uyu? >>