Mharidzo: 62-1231 Mangange
Mudiwa Mwenga,
Ndinovimba kuti mumwe nemumwe wenyumakava ne Kisimusi yakanaka ne shamwari ne mhuri dzenyu. Ndinotenda sei nhasi kuziva kutiIshe wedu Jesu havasi mudanga semawoneroanoita nyika nhasi, asi vapenyu uye vari pakatipe Mwenga, vachizvizarura vamenekubudikidza ne Inzwi Ravo sezvisatizvakambotika kare, MWARI NGAVAKUDZWE.
Sezvo ndakatozivisa kare, ndinoda kuva ne Chirairo mudzimba/mukereke pahusiku hweGore Idzwa, Zvita 31. Kune avo vanodaizvozvo, tichateerera Mharidzo, 62-1231 Mangange, tobva tapinda mu ShumiroyeChirairo, inoziviswa neHama Branham panopera Mharidzo
Kune vatendi vekuno tichatanga kuridza tepi na7:00 manheru. Zvisinei, kune avo vari munguvadzasiyana siyana, tangai tepi panguva inokuitiraizvakanaka. Shure kwekunge Hama Branham vaunza Mharidzo yavo ye Gore Idzwa, tichamisa tepi panopera paragraph 59, tichaitama minutes angaita 10 emumhanzi we piano tichitora Chirairo cha’She. Tozoenderera mberine tepi apo Hama Branham vachivharaShumiro. Pa tepi iyi, vanochirika chikamucheshumiro yekugezana tsoka, nesuvotichaichirika.
Zvinofanira kuitwa pakuwana waini, uye ne nzira yekubika chingwa cheCommunionzvinowanika pama links ari pasi. Unogonakuridza kana ku downloader audio yacho kubvaku Website, kana kungo ridza Shumiro yachokubva kuVoice Radio pa Lifeline app (ichangeichirira muchirungu na 7:00 pm manheru nguvaye Jeffersonville.)
Patiri kuswedera pane rimwe gore rekushumiraIshe wedu, ngatiratidzei rudo rwedu kwaarinekutanga tanzwa Inzwi Rake, tevere totora Chirairo Chake. Ichave nguva inobwinyanekuyera sei patichange tichikukumudzahupenyu hwedu ku Basa Rake.
Mwari vakuropafadzei,
Hama Joseph