Mharidzo: 60-1208 Chizvarwa CheKereke Ye Tiatira
- 24-1110 Chizvarwa CheKereke Ye Tiatira
- 23-0521 Chizvarwa CheKereke Ye Tiatira
- 20-1129 Chizvarwa CheKereke Ye Tiatira
- 19-0210 Chizvarwa CheKereke Ye Tiatira
- 16-0323 Chizvarwa CheKereke Ye Tiatira
Mudiwa Mwenga Waka Vhenekerwa,
Ishe vari kutizarurira sei kuti mumazeraose kwagara kuine boka duku raigaraneShoko Rake. Havana kuwiramumusungo unonyengera wemuvengi, asivakaramba vakatendeka uye vakatendekakuShoko rezuva ravo.
Asi hapasati pambova nenguva, kana boka revanhu, iro Ishe vanga vachidadanaro, kana kuva nekugutsikana mariri, kupfuura isu. Tiri Mudzima Mwenga Wake wakasanangurwa uyo usinga, uyezvakatonyanya kukosha, USINGAGONI, kunyengerwa; nokuti tinonzwa InzwireMufudzi uye tinomutevera.
Ari kutiratidza kuti mukati memazera osekwagara kune mapoka maviri evanhu, vose vachitaura chizaruro chavo kubvakuna Mwari uye nehukama hwavonaMwari. Asi akatiudza kuti, Ishe vanozivaavo vari Vake. Anoronda pfungwa dzedu. Anoziva zviri mumwoyo yedu. Anoonamabasa edu nekugara nemuporofitaneShoko rake, zvinova chiratidzochechokwadi chezviri matiri. Vavarirodzedu, zvinangwa zvedu zvinozivikanwakwaAri apo Anotarisa zvatinoita zvese.
Anotiudza kuti vimbiso dzose dzaakapakuzera rega rega, ndeDzedu. Anotiona isutinoramba tichiita mabasa aketakatendeka kusvika kumagumo. AKATIPA simba pamusoro pemarudzi. Anotiudza kuti tiri vatongi vakasimba, vanokwanisa, vasingashanduke vanogonakurarama nesimba guru mumamiriro oseezvinhu. Kunyange muvengi ane shunguchaizvo achaputswa kana achifanirakuputswa saizvozvo. Kuratidzwakwekukutonga kwedu nesimba Rake kuchafanana nekweMwanakomanachaiye. KUBWINYA!!
Takaona hudzamu hwaMwari muhupenyuhwedu. Chiitiko chepauzima cheMweyawaMwari uchigara matiri. Pfungwa dzedudzinovhenekerwa neuchenjeri neruzivorwaMwari kubudikidza neShoko rake.
Tinoenda chero kune Chikomba. Hatifitakasiiwa Naye. Hatifi takasiya divi rake. Tichagoverana chigaro cheushe naye. Tichapfekedzwa korona yekubwinyanekukudzwa kwake.
Akatiratidza kuti muvengi angaachinyengera sei muzera rega rega uyenekukosha kwazvakaita KUGARA NESHOKO RAKE REPAMAVAMBO. Hapana Shoko rimwecheteringashandurwa. Zera rimwe nerimwerakawedzera nokubvisa, vachiisa dudziroyavo kuShoko repakutanga; uyevakarasika zvachose kusingaperi nokuitaizvozvo.
MuZera reChechi yeTiatira, mweyaunonyengera uya wakataura kubudikidzanapapa weRoma ukashandura Shoko Rake. Akariita “murevereri mumwe chetepakati paMwari nomunhu (kwete vanhu).” Saka zvino ave murevereri pakatipemurevereri nevanhu. Nokudaro, hurongwa hwose hwaMwarihwakashandurwa; kwete nekushandurashoko rimwe, asi nekushandura VARA RIMWE. Satani akanga ashandura “E” kuita “A”.
Shoko roga roga richatongwa neShokoraKe repamavambo rakataurwa pamatepi. Nokudaro, Mwenga wake UNOFANIRA kugara nematepi. Nepo muvengi achiedzakuodza mwoyo yevanhu nekuvapahurongwa hwakasiyana, pfungwayakasiyana, vara rakasiyana, MwengaUCHAGARA NESHOKO REPAMAVAMBO.
Muchizvarwa chega-chega Jesu anozviratidza nemutumwa wechizvarwaichocho. Vanogamuchira kubva kwaArichizaruro cheShoko chezera ravo. Chizaruro cheShoko ichi chinounzavasanangurwa vaMwari kubva munyikauye kupinda mukubatana kuzere naJesuKristu.
Akadana uye akagadza varume vazhinjikuti vave chikomborero kukereke, asi IyeCHETE Anongova neMUTUMWAMUMWE waakadana kuti Atungamirirekereke yake neMweya wake Mutsvene. Kune IZWI RIMWE rine ZVANZI NAJEHOVA. Pane IZWI RIMWE cheteraakati achatitonga naro. Pane IZWI RIMWE Mwenga wake raari kuisaramangwana rake rekusingaperi mariri. IZWI IRORO IZWI RAMWARI PAMATEPI.
Mwenga, kuda kwaMwari kwatiriKukwaniswa, uye pamberi paKe, TAKAKWANISWA. Uye kukwaniswaikoko kutsungirira, kumirira pana Mwari… uye kumirira Mwari. Anotiudza kuti ndiyonzira yekuumbwa kwehunhu hwedu. Tinogona kuva nemiedzo yakawanda, miedzo nematambudziko, asi kutendekakwenyu kuShoko rake kuri kushandakutsungirira matiri kuti tive vakakwana uyepazvose, pasina chisipo.
Hatife takakanganwa KUTENDA kunouyanokunzwa, kunzwa Shoko, uye Shoko rinouya kumuporofita.
Huya unzwe mufaro mukurusawehupenyu hwako apo pauchagara nesumunzvimbo dzeKudenga patichangetichinzwa Inzwi raMwari richitiunziraShoko pamusoro pe: Chizvarwa CheKereke Ye Tiatira 60-1208, nenguva dza12:00 masikati, nguva yeJeffersonville.
Hama Joseph Branham